Tsongoro
Mataridziko
Tsongoro (stone of a fruit) zvinoreva mhodzi yakakukuta inowanikwa pakati pemimwe michero.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaYao vanoti lusongola kana chisongolo (the kernel; a grain) vachireva tsongoro. VaTsonga vanoti tsongo (little).
- Baila vanoti museke (n. kernel of a nut) vachireva shomwe yenzungu?. VaWanga vanoti inzoli (n. kernel) vachireva tsongoro?.
- VaMambwe vanoti munyunyu (wholesome almond in the stone of certain fruits) kureva kanzungu kanowanikwa mutsongoro yemichero. Sokuti shomwe dzehacha.
- VaZigula vanoti songolo (n. a rounded limb; chip). Mamwe mazwi: kinini (n. kernel; yolk, pith, core) vachireva tsongoro yechinhu.