Saruchera
Mataridziko
Saruchera izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Possible Meaning - Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- Vatauri veLuhya vekuKenya vanoti oluchera (rainbow) kureva murarabungu.
- Vatauri veLuwanga vanoti oluchero (parable, proverb).