Murimo (Masvomhu)
Muchidzidzo chemasvomhu murimo (function in English Mathematics) hukama huripo pakati pemapoka maviri anonzi nhutirwa nenhururwa - inputs and outputs. Nhutirwa imwe neimwe inenge ichidyidzana nenhururwa imwe yoga.
Somuenzaniso murimo chinopa hukama pakati pa x neskweya yacho x2. Zvinoturuka kana kubuda kubva pamurimo, f zvichipindirana nenhutirwa x zvinotaridzwa nekunyora kunoti f(x) - (inoverengwa ichinzi murimo wa x). Pamuenzaniso uri pano, kana nhutirwa ari −3, nhururwa ichava 9, izvi zvigonyorwa zvichinzi f(−3) = 9.
Kupiwa kwezita
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Shoko rokuti murimo rakasarudzwa nokuti nhutirwa imwe inonangana nenhururwa - X anopanga Y mumwe.
- Pano X Ichikavayika chakasununguka (independent variable); f(x) chikavayika chakasungwa (dependent variable).
- Y is a function of X inenge yoturikirwa kuchinzi Y inopangwa na X.
Zvakanyorwa pano hazviko kuChiShona chinodzidziswa kuZvikoro asi kudzesera kuturikira chete - kana izwi kiri nani rawanikwa ndiro richatsiva rokuti murimo.
- Murimo (function; utility). Chinhu ichi chine murimoyi?