Svetuka kuchirochemo

Munangatire

Kubva Wikipedia

Munangatire izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Temba Munangatire; Tawanda Munangatire; Nyarai Munangatire; Herbert Munangatire.
  • Kunangatira (v. Earn).

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Bushong inoti nangata kana bakata (v. to adhere; adhere as servant to master; be firm, steady or solid; be stiff).
  • Swahili vanoti nanga (Anchor). Lugungu vane izwi rokuti nanga (n. Anchor, something that prevents a canoe from moving).
  • Vatauri verurimi rweBaila vanoti nanga (v. to seize - in reference to seizing of one's property by older kinsmen).
  • Kikongo vanoti nanga (v. Sojourn - live temporary, tarry; to reside for a time, stay, delay) zvichireva kugara panzvimbo kwenguva pfupi.
  • Lenje vanoti nanga (walk on toes; go gently) kureva kunyahwaira. Bavili vanoti bunaangë (importance).