Svetuka kuchirochemo

Mateo (zita)

Kubva Wikipedia

Mateo kana Matewo izita re Chishona rinoshandiswa pamsoro pezita remuBhaibheri, zita iri rinoreva kuti "Chipo chaShe". Manyoregwo ezita iri muChishona ndiwozve anoshandiswawo neVaspeini uye Vakrowati.

Mamwe mazita anoenderana neiri ndeakanyogwa pazasi apa: