Kugova
Mataridziko
- Kugova (distribute or give away as a present).
- Kugovana (apportion tasks or things mutually).
- Kugovanya (distribute indiscriminately and aimlessly; squander).
- Kugoveka (be distributable).
- Mugovi (distributor or a giver).
- Mugove (share or portion form distribution of things).
- Kugova patsva (redistribute).
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaChewa vanoti pungu (a share, a portion, an equal, a match) vachireva mugove. VaNyoro vanoti -koba kana -kobere (to share, to be partners in a purchase).
- VaNyoro vanoti okugabana (v. share) kureva kugova. VaNyoro vanoti mugabo (n. share) kureva mugove. Nsenga vanoti chipindi kana nkana (share, portion; piece).
- VaTaita vanoti fungu (share; part) kureva mugove. Mamwe mazwi: fungu (lump - small helping of porridge) kureva mukonde wesadza.
- VaVenda vanoti mukhovhe (n. share). VaKongo vanoti kunku (share; part, portion, lot, piece) kureva mugove kana chikamu.
- VaSwahili vanoti mkasama, miasma kana kasama (1. part, share, division, partition, distribution) kureva mugove.