Hwanja
Mataridziko
Hwanja (kureva knobkerrie paChingezi; Chibhunu chinoti wo knopkierie) imhando ye chiroveso yakagadzirwa ne rukuni, rinoshandiswa kakuru kuChichamhembe ne Mabviraruza e Afurika. Kazhinji, dzine nduni (knob) huru kuchimwe chigumo chadzo uye rinogona kushandiswa kukanda kumhuka pakuvhima kana kurova musoro we muvengi wemunhu. Pavanhu vanoshandisa hwanja, itsika yakakosha kwavari.
Mashoko
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- chiroveso (club)
Unenaruvambo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Shoko reChingezi rokuti knobkerrie rakabva pashoko reChibhunu rokuti knop, rinoreva kuti nduni kana bhora richisanganisa shoko re Chikhoekhoe kana Chisan kirri, richireva kuti tsvimbo.