Svetuka kuchirochemo

Eriteriya

Kubva Wikipedia
ሃገረ ኤርትራHagere Ertraدولة إرترياDawlat Irītriyā

Eriteriya (kureva Eritrea; Chitigire: ሃገረ ኤርትራ, Hagere Ertra) pachihofisi ichinzi Muvuso we Eriteriya, inyika iri kumaodzanyemba kwakadziva kumabvazuva mudunhu rinonzi Runyanga rwe Afurika. Gutaguru renyika iyi rinonzi Asmara; iyo Eriteriya yakaganhurana nenyika dzinoti: Sudhani kumadokero; Itopiya kuchamhembe; ne Jibhuti iri kumabvazuva. Matunhu ari kumabvazuva nekumaodzanyembaemabvazuva kwe Eriteriya ane miganhu wakatambarara uri paBhahari Dzvuku, kwakatarisana nenyika dzinoti Saudhi Arabhia ne Yemeni. Nyika iyi ine nharaunda inoda yakakura kusvika 117,600 maskweya kiromita tichisanganisira Zvitsuwa zve Hanishi ne Gurutsuwa re Dahlaki.

Nyika ye Eriteriya ine marudzi mazhinji evanhu, kune marudzi mapfumbamwe ane anozivikanwa ane makonzwa. Nyika iyi ine hugari hwevanhu mamirioni matanhatu. Vagari vemo vazhinji vanotaura misaku ye mitauro ye mhuri ye Ezhiya ne Afurika iri mitauro yezvizvarwa zveVashemu ne Vakushi. Marudzi eVatigire ane zvizvarwa zvinokwana kusvika 55% ye hugari hwevanhu, ayawo marudzi e Vatigire achibata chikamu chinosvika 33% yevagari muEriteriya. Vagari vazhnji veEriteriya vanotevedza zvitendero zvChikristu neChisalama.

Vanhu vekuEriteriya vanonzi Vaeriteri uye munhu mumwe anonzi Mweriteri (Mueriteri).

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawiSomarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da CunhaSahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze