Chin'ko
Mataridziko
ߒߞߏ | |
---|---|
Chisi | Ghini, Maari, Madokero e Afurika |
Mhuri ye mitauro | Naija-Kongo |
Sistimu ye kunyora | Keruro ye N'Ko |
Makhodhi emutaro | |
ISO 639-2 | nqo
|
ISO 639-3 | nqo
|
Chin'ko (ߒߞߏ) imhando yakabatana yekoiné yemitauro yakawanda yeMandin'i yakanyorwa nebumbiro remabhi eN'Ko. Inoshandiswa muGhini, Maari, Kote Dhi Vhwa, Gambiya, Bhurukina Faso uye dzimwe nyika dzekuMadokero eAfurika, paruzhinji, asi kwete mumitauro iyi chete nekuti pakutaurwa mitauro yakasiyana yeChimandin'i inoshandiswa zvakasiyana mu: Chimaninka, Chibambara, Chidhiyura (Dyula) uye zvimwe wo.
Ringai zve:
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Peji rino richiri mbeu.
Rinoda kuverengwa, kuwedzerwa uye kugadziriswa. Tinokumbira wo kuti avo vane ruzivo nezve musoro wenyaya vawedzere. |