Svetuka kuchirochemo

Buwa

Kubva Wikipedia

Buwa (a section of crowd, or of whole people - ChiZezuru) zvinoreva chikamu cheboka revanhu kana kuti chikamu cherudzi rwose kana nyika yose.

  • Izwi rokuti lubuwa (enclosed place in which crops are harvested before being threshed and stored) rinotaurwa kuKalanga richireva nzvimbo inochengeterwa zvirimwa zvakohwewa zvisati zvapurwa.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Baila vanoti impuwo (a thing knwon, spread abroad, famous thing)
  • Baila vanoti champuwo (openly, in a known fashion).