Wumuti
Mataridziko
Wumuti (nge. medicine; traditional & modern medicine) Vumuti kana Muti iguruzivo uye chiitwa chekuchengetedza varwere, kutariritsa mbondero, rumbondemberi[C 1], kudzivirira, kurapa, kuphaliyeta maronda ne zvirwere, uye kukurudziridza hutano hwe varwere. Wumuti hwunosanganisa tsika dzakasiyana-siyanao dzekuchengetedza hutano, kubira uye kupinda mukuchengetedza, kudzosedzera, kudzivirira uye kurapa zvirwere.
Wumuti unonzi unokwanisa kusanganisa futi chidhakiso.[C 2]
Tsika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Wumuti wa nhasi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Wumuti we chiKaranga
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Tarisai zve: Nhoroondo ye Wumuti
Umuti we chinyakare zvinoreva, kurapa kwepachivanhu hwedu "Chivanhu Medicine" kana Umuti we Chivanhu. [1]
Un'anga
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Tarisai zve: Un'anga