Kuchadudza
Mataridziko
Shoko rokuti kuchadudza (to make an incision) rinotaura kucheka chinhu chakapfava semunyepfu wenyama pamunhu kana mhuka nebanga rakapinza.
Tsika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Chiremba akachadudza padumbu remudzimai kuti aburitse mwana nokuti mudzimai akanga atora nguva yakareba ari pahata.
- Mutana anochadura nyama nebanga nokuti haachina mazino.